[Intro: Oliver Mtukudzi] Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?)
Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Heee todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?)
Heee todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?)
Senzeni Tingadii What shall we do
Heee todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?)
Zvinorwadza sei kubhinywa newaugere naye (Kana uinahwo utachiwana) Zvinorwadza sei kubhinywa neakabvisa pfuma (Kana uinahwo utachiwana) Achiziva unahwo hutachiwana (Kana uinahwo utachiwana) Ende uchiziva unahwo hutachiwana (Kana uinahwo utachiwana)
Hooo todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?)
Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana)
Haaa todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?) Heee todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S'enzenjani? (What shall we do?)