|
|
Songs | Albums | Album Arts
Lyricist: Oliver Mtukudzi
Lyrics:
Varipo varume vanorarama neraki Iripo mikono inorarama neraki Isingazive pane anochengeta Zvichida ariko kumusoro Anoyambutsa pazambuko Kukuburitsa murutsva Agonzvengesa panjodzi
Varipo varume vanorarama neraki (raki, munoritorepiko raki) Iripo mikono inorarama neraki (raki) Isingazive pane anochengeta (raki, munoriwanepiko raki) Anoyambutsa pazambuko (raki) Kukuburitsa murutsva (raki, munoritorepiko raki) Agosvetutsa paminzwa uyo (raki) Kukunzvengesa panjodzi (raki, munoriwanepiko raki) Wozonzwazve lucky enough ndararama (lucky enough ndararama) Ndinokunzwai lucky enough ndanzvenga (lucky enough ndanzvenga) Haiwa varume vanorarama neraki (raki) (munoritorepiko raki) Iripo mikono inorarama neraki (raki) Isingazive pane muchengeti (raki) (munoritorepiko raki) Anoyambutsa pazambuko (raki) Kukusvetutsa paminzwa (raki) (munoritorepiko raki) Agonzvengesa panjodzi (raki)
Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama) Ndozonzwazve lucky enough ndanzvenga (raki) (lucky enough ndanzvenga) Tinovanzwa lucky enough tararama (raki) (lucky enough ndararama) Ndozonzwazve lucky enough ndapona (raki) (lucky enough ndapona) Ndivavo varume vanorarama neraki (raki) (munoritorepiko raki?) Iripo mikono inorarama neraki (raki) Raki munoriwanepiko raki? (Raki) (munoriwanepiko raki?) Raki munoritorepiko raki? (Raki) Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama) Ndozonzwazve lucky enough ndanzvenga (raki) (lucky enough ndanzvenga) Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama) Ndozonzwazve lucky enough ndapona (raki) (lucky enough ndapona)
Raki Raki Raki Raki munoriwanepiko raki? (Raki) (munoritorepiko raki?) Raki Raki munoritorepiko raki? (Raki) (munoriwanepiko raki?) Raki Raki munoriwanepiko raki? (Raki) (munoritorepiko raki?) Raki Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama) Ndozonzwazve lucky enough ndapona (raki) (lucky enough ndapona) Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama) Ndozonzwazve lucky enough ndanzvenga (raki) (lucky enough ndanzvenga) Raki Raki Raki Raki
|
All lyrics are property and copyright of their owners.
2025 Zortam.com
|